Menu Close

Dambarefu

Dambarefu ibhuku rizere neunyanzvi wekudetemba iro rakanyorwa nemukomana wechidiki; Tendai Rodney Chesa. Bhuku rino rakazara nemhando dzakasiyana-siyana dzenhetembo idzo dzinosanganisira dzerudo, dzekuraya, dzekufara nedzimwewo dzakangodaro.

Rodney T Chesa

Akaberekwa muguta reHarare. Akadzidza pa Sakubva Primary kwaMutare akazonodzidza paHighfield High 1 Muharare apo ainge oita fundo yake yesecondary. Parizvino akamirira kuenda kunoita dhigirii re Social Work.